1
Genesi 30:22
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Mŋari akaraŋgarira ʋo Rakeri, Mŋari akamunzwa, akazarura ciɀaro cake.
對照
探尋 Genesi 30:22
2
Genesi 30:24
akamutumidza zita rinonzi Josefa, aciti: Jehova ŋgaandiwedzere mumŋe mŋanakomana.
探尋 Genesi 30:24
3
Genesi 30:23
Iye akaʋa nemimba, akaɓereka mŋanakomana; akati: Mŋari wakabvisa kuɀidzwa kwaŋgu
探尋 Genesi 30:23
首頁
聖經
計畫
視訊