1
Genesi 16:13
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Hagari akatumidza Jehova wakataurirana naye, zita rinonzi: Ndimi Mŋari unoʋona; nokuti wakati: Ɀirokwaɀo ndamuʋona pano oenda, iye unondiʋona!
對照
探尋 Genesi 16:13
2
Genesi 16:11
Mutumŋa waJehova akati ʋo kwaari: Tarira waʋa nemimba, ucaɓereka mŋanakomana; umutumidze zita rinonzi Ishmaeri, nokuti Jehova wakanzwa kutambudzika kwako.
探尋 Genesi 16:11
3
Genesi 16:12
Iye ucaʋa sembizi pakati paʋanhu; ucarwa naʋanhu ʋose, naʋanhu ʋose ʋacarwa naye; ucagara akatarisana nehama dzake dzose.
探尋 Genesi 16:12
首頁
聖經
計畫
視訊