1
Mavambo 5:24
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora.
對照
Mavambo 5:24 探索
2
Mavambo 5:22
Mushure mokubereka Metushera Enoki akanyatsowadzana naMwari kwamazana matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana.
Mavambo 5:22 探索
3
Mavambo 5:1
Haanoi mazita ezvizukuru zvaAdhamu. Mwari paakasika munhu, akamusika akafanana naiye Mwari pachake.
Mavambo 5:1 探索
4
Mavambo 5:2
Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika.
Mavambo 5:2 探索
主頁
聖經
計劃
影片