1
Johane 5:24
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Unonzwa shoko raŋgu, nokutenda wakandituma, unoʋupenyu bgusiŋgaperi; haaʋuyi mukutoŋgwa, asi wabva murufu, waenda muʋupenyu.
對照
Johane 5:24 探索
2
Johane 5:6
Jesu wakati aʋona munhu uyo aʋete pasi, ɀaaiziʋa kuti wakaŋga akaɗaro ŋguʋa huru, akati kwaari: Unoɗa kuporeswa here?
Johane 5:6 探索
3
Johane 5:39-40
Munonɀera Magwaro, nokuti munoti ʋupenyu bgusiŋgaperi munabgo maari; ndiwo anondipupurira ini. Asi hamuɗi kuʋuya kwandiri, kuti muʋe noʋupenyu.
Johane 5:39-40 探索
4
Johane 5:8-9
Jesu akati kwaari: Simuka, tora nhoʋo dzako, ufambe. Pakarepo munhu uyo akaporeswa, akatora nhoʋo dzake, akafamba. Musi uyo waiʋa wesaɓata.
Johane 5:8-9 探索
5
Johane 5:19
Ɀino Jesu akapindura, akati kwaʋari: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Mŋanakomana haagoni kuita cinhu oga, kana asiŋgaʋoni Ƃaɓa ʋaciciita; nokuti ɀose ɀaʋanoita iʋo, Mŋanakomana unoɀiita saiɀoɀo ʋo.
Johane 5:19 探索
主頁
聖經
計劃
影片