1
Johane 17:17
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muʋaite ʋatȿene muɀokwaɗi; shoko renyu iɀokwaɗi.
對照
Johane 17:17 探索
2
Johane 17:3
Ʋupenyu bgusiŋgaperi ndibgo, kuti ʋakuziʋei imi, Mŋari uri woga waɀokwaɗi, naJesu Kristu, wamakatuma.
Johane 17:3 探索
3
Johane 17:20-21
Handinyeŋgetereri aʋa ɓedzi, asi naiʋo ʋanotenda ʋo kwandiri neshoko raʋo, kuti ʋose ʋaʋe ʋamŋe; semi Ƃaɓa muri mandiri, neni mamuri; kuti naiʋo ʋaʋe matiri, kuti nyika itende kuti makandituma.
Johane 17:20-21 探索
4
Johane 17:15
Handinyeŋgeteri kuti muʋabvise panyika, asi kuti muʋaceŋgete panowakaipa.
Johane 17:15 探索
5
Johane 17:22-23
Neni ndakaʋapa kubginya kwamakandipa; kuti ʋaʋe ʋamŋe, sesu tiri ʋamŋe; ini maʋari, nemi mandiri, ʋakwaniswe kuʋa ʋamŋe; kuti nyika iziʋe kuti makandituma, ʋuye kuti makaʋaɗa, seɀamakandiɗa ini.
Johane 17:22-23 探索
主頁
聖經
計劃
影片