1
Maɓasa Aʋaapostora 3:19
Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo tendeʋukai, mudzoke, kuti ɀiʋi ɀenyu ɀidzimŋe, kuti ŋguʋa dzokusimbiswa dzinobva kunaShe, dziȿike
對照
Maɓasa Aʋaapostora 3:19 探索
2
Maɓasa Aʋaapostora 3:6
Asi Petro akati: Sirveri nendarama handina; asi candinaco ndinokupa: Nezita raJesu weNazareta, cifamba.
Maɓasa Aʋaapostora 3:6 探索
3
Maɓasa Aʋaapostora 3:7-8
Akamuɓata ruʋoko rworudyi, akamusimudza; pakarepo tsoka dzake neɀiziso ɀetsoka dzake ɀakasimba. Akavazuka, akamira, ndokufamba; ndokupinda naʋo mutembere, akafamba acipembera, acirumbidza Mŋari.
Maɓasa Aʋaapostora 3:7-8 探索
4
Maɓasa Aʋaapostora 3:16
Nokutenda kuzita rake, zita rake rakasimbisa munhu uyu wamunoʋona, nowamunoziʋa; ʋuye, kutenda kunobva kwaari, ndiko kwakamuporesa ɀakanaka kuɗai pamberi penyu mose.
Maɓasa Aʋaapostora 3:16 探索
主頁
聖經
計劃
影片