1
Mavambo 10:8
Bhaibhiri Idzva rechiShona
Kushi akaberekawo mwana wake mukomana anonzi Nimurodhi. Nimurodhi ndiye akazova mambo wokutanga pasi pano.
موازنہ
تلاش Mavambo 10:8
2
Mavambo 10:9
Nenyasha dzaTenzi, Nimurodhi aiva hombarume chaiyo ndosaka vanhu vakazoita tsumo inoti, “Nenyasha dzaTenzi, ihombarume chaiyo saNimurodhi.”
تلاش Mavambo 10:9
صفحہ اول
بائبل
مطالعاتی منصوبہ
Videos