1
Johani 4:24
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
Mwari mweya, uye vanomunamata vanofanira kumunamata mumweya nomuzvokwadi.”
Karşılaştır
Johani 4:24 keşfedin
2
Johani 4:23
Asi nguva inouya uye yatouya zvino apo vanamati vechokwadi vachanamata Baba mumweya nomuzvokwadi, nokuti ndivo vanamati vanotsvakwa naBaba kuti vamunamate.
Johani 4:23 keşfedin
3
Johani 4:14
asi ani naani anonwa mvura yandichamupa haangatongovi nenyota. Zvirokwazvo, mvura yandichamupa ini ichava maari chitubu chemvura inoerera kuupenyu husingaperi.”
Johani 4:14 keşfedin
4
Johani 4:10
Jesu akamupindura akati, “Dai waiziva chipo chaMwari uye kuti ndiani anokumbira mvura kwauri, ungadai wakumbira kwaari uye angadai akupa mvura mhenyu.”
Johani 4:10 keşfedin
5
Johani 4:34
Jesu akati kwavari, “Zvokudya zvangu ndiko kuita kuda kwowakandituma uye nokupedza basa rake.
Johani 4:34 keşfedin
6
Johani 4:11
Mukadzi akati, “Ishe, hamuna chamungacheresa nacho uye tsime rakadzika. Ko, mvura mhenyu mungaiwanepi?
Johani 4:11 keşfedin
7
Johani 4:25-26
Mukadzi akati, “Ndinoziva kuti Mesiya, anonzi Kristu, ari kuuya. Paanouya, acharondedzera zvinhu zvose kwatiri.” Ipapo Jesu akataura akati, “Ini ndiri kutaura newe ndini iye.”
Johani 4:25-26 keşfedin
8
Johani 4:29
“Uyai, muone murume anditaurira zvinhu zvose zvandakaita. Kuti uyu angava iye Kristu here?”
Johani 4:29 keşfedin
Ana Sayfa
Kutsal Kitap
Okuma Planları
Videolar