1
Genesisi 12:2-3
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
“Ndichakuita rudzi rukuru uye ndichakuropafadza; ndichaita kuti zita rako rive guru, uye iwe uchava ropafadzo. Ndicharopafadza vaya vanokuropafadza, uye ani naani anokutuka ndichamutuka; uye marudzi ose ari panyika acharopafadzwa kubudikidza newe.”
Karşılaştır
Genesisi 12:2-3 keşfedin
2
Genesisi 12:1
Jehovha akanga ati kuna Abhurama, “Siya nyika yako, vanhu vako neimba yababa vako uye uende kunyika yandichakuratidza.
Genesisi 12:1 keşfedin
3
Genesisi 12:4
Saka Abhurama akabva, sezvaakanga audzwa naJehovha; uye Roti akaenda naye. Abhurama akanga ava namakore makumi manomwe namashanu okuberekwa paakasimuka kubva paHarani.
Genesisi 12:4 keşfedin
4
Genesisi 12:7
Jehovha akazviratidza kuna Abhurama akati, “Ndichapa nyika iyi kuvana vako.” Saka akavakira Jehovha aritari ipapo, iye akanga azviratidza kwaari.
Genesisi 12:7 keşfedin
Ana Sayfa
Kutsal Kitap
Okuma Planları
Videolar