1
Mavambo 7:1
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Tenzi akataurira Nowa achiti, “Pinda mungarava, iwe nemhuri yako yose. Ndazviona kuti pachizvarwa ichi ndiwe wakarurama.
Karşılaştır
Mavambo 7:1 keşfedin
2
Mavambo 7:24
Mvura ndokuramba yakati fasha panyika kwamazuva zana namakumi mashanu.
Mavambo 7:24 keşfedin
3
Mavambo 7:11
Nowa paakanga ava namazana matanhatu amakore mumwedzi wechipiri pazuva regumi nechinomwe romwedzi iwoyo, ndiro zuva rakatubuka zvisipiti zvemvura zhinji yepasipasi penyika zvikapfachuka, mahwindo okudenga akazarurwa
Mavambo 7:11 keşfedin
4
Mavambo 7:23
Zvinhu zvipenyu zvose zvakatsakatiswa pasi pose zvaiti, vanhu nemhuka nezvinokambaira nokuzvova napasi neshiri dzedenga, zvakatsakatiswa pasi pose. Asi kwakangosara Nowa chete navaaiva navo mungarava.
Mavambo 7:23 keşfedin
5
Mavambo 7:12
mvura zhinji ikanaya panyika siku nesikati, kwamazuva makumi mana.
Mavambo 7:12 keşfedin
Ana Sayfa
Kutsal Kitap
Okuma Planları
Videolar