1
Mavambo 5:24
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
Enoki ainyatsowadzana naMwari, ndokubva anyangarika nokuti Mwari akamutora.
Karşılaştır
Mavambo 5:24 keşfedin
2
Mavambo 5:22
Mushure mokubereka Metushera Enoki akanyatsowadzana naMwari kwamazana matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana.
Mavambo 5:22 keşfedin
3
Mavambo 5:1
Haanoi mazita ezvizukuru zvaAdhamu. Mwari paakasika munhu, akamusika akafanana naiye Mwari pachake.
Mavambo 5:1 keşfedin
4
Mavambo 5:2
Akavasika vari munhurume nomunhukadzi, akavakomborera akavatumidza kuti vanhu paakavasika.
Mavambo 5:2 keşfedin
Ana Sayfa
Kutsal Kitap
Okuma Planları
Videolar