1
Ruka 17:19
Shona BIBLE
Ipapo akati kwaari, “Simuka, uende; kutenda kwako kwakuponesa.”
เปรียบเทียบ
สำรวจ Ruka 17:19
2
Ruka 17:4
Kunyangwe akutadzira kanomwe nezuva rimwe, akadzokera kwauri kanomwe, achiti, ‘Ndatendeuka;’ umukanganwire.”
สำรวจ Ruka 17:4
3
Ruka 17:15-16
Zvino mumwe wavo, akati achiona kuti ndaporeswa, akadzoka, achikudza Mwari nezwi guru; akawira pasi nechiso patsoka dzake, akamuvonga. Zvino iye akanga ari muSamaria.
สำรวจ Ruka 17:15-16
4
Ruka 17:3
“Chenjerai; kana hama yako ikatadza, umurayire; kana akatendeuka, umukanganwire.
สำรวจ Ruka 17:3
5
Ruka 17:17
Ipapo Jesu akapindura, akati, “Havana kuporeswa vane gumi here? Vapfumbamwe varipiko?
สำรวจ Ruka 17:17
6
Ruka 17:6
Ishe akati, “Kana maiva nokutenda kwakaita setsanga yemasitadhi, maiti kumuonde uyu, ‘Dzurwa, usimwe mugungwa!’ Uchakuteererai.
สำรวจ Ruka 17:6
7
Ruka 17:33
Ani naani anotsvaka kungwarira upenyu hwake, acharasikirwa nahwo, uye ani naani anorasikirwa nahwo, acharuramiswa.
สำรวจ Ruka 17:33
8
Ruka 17:1-2
Zvino akati kuvadzidzi vake, “Hazvingaitiki kuti zvigumbuso zvisauya. Asi ane nhamo iye wazvinouya naye. Zvaiva nani kwaari, kuti guyo risungirirwe mumutsipa wake, awisirwe mugungwa, pakuti agumbuse mumwe wavaduku ava.
สำรวจ Ruka 17:1-2
9
Ruka 17:26-27
Sezvazvakanga zvakaita namazuva aNowa, ndizvo zvazvichaitawo namazuva oMwanakomana womunhu; vaidya, nokunwa, nokuwana, nokuwaniswa, kusvikira zuva rakapinda Nowa muareka, mvura zhinji ikasvika, ikaparadza vose.
สำรวจ Ruka 17:26-27
หน้าหลัก
พระคัมภีร์
แผนการอ่าน
วิดีโอ