Akaropafadzwa munhu anorangwa nemi, iyemi Jehovha, munhu wamunodzidzisa pamurayiro wenyu; munomuzorodza pamazuva enhamo, kusvikira akaipa achererwa gomba. Nokuti Jehovha haangarambi vanhu vake; haangambosiyi nhaka yake.
Mapisarema 94:12-14
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo