Asi Ishe akatendeka, uye achakusimbisai nokukudzivirirai kubva kune akaipa. Tinotenda muna She kuti muri kuita uye mucharamba muchiita zvinhu zvatinokurayirai. Mwari ngaatungamirire mwoyo yenyu murudo rwaMwari uye nomukutsungirira kwaKristu.
2 VaTesaronika 3:3-5
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo