Zvino Ishe ndiye Mweya, uye pane Mweya waShe, pano kusununguka. Zvino isu, vane zviso zvisina kufukidzwa tose tinoratidza kubwinya kwaShe, tiri kushandurwa kuti tifanane naye nokubwinya kunoramba kuchiwedzerwa, kunobva kuna Ishe, anova iye Mweya.
2 VaKorinde 3:17-18
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo