1 Makoronike 16:8-12
Vongai Jehovha, danai kuzita rake; zivisai pakati pendudzi dzose zvaakaita. Muimbirei, muimbirei nziyo dzokurumbidza; taurai zvose zvamabasa ake anoshamisa. Zvirumbidzei muzita rake dzvene; mwoyo yaavo vanotsvaka Jehovha ngaifare. Tarisai kuna Jehovha nokusimba rake; tsvakai chiso chake nguva dzose. Rangarirai zvishamiso zvaakaita, zviratidzo zvake uye nemitongo yaakareva.
1 Makoronike 16:8-12