VaEfeso

VaEfeso

6 Mazuva

Tsamba yaPauro kuVaEfeso iratidziro inokatyamadza pamusoro peyananiso, kubatana, nyasha, uye donzvo raMwari kuvanhu. Mazuva ekutanga kusvika kumatatu eurongwa hwekuverenga uhwu anoratidza zvese zvakaitirwa vatendi naMwari kwese kwese, uye mazuva mana kusvika kumatanhatu anoburitsa pachena kuti takadaidzwa sei kurarama maererano nekunaka kunoshamisa kwaMwari. Chirongwa chino chakagadzirwa neYouVersion.

Tinoda kutenda Returning to the Gospel - Southern Africa nekupa chirongwa ichi. Kuti uwane rumwe ruzivo, ndapota shanya: https://returningtothegospel.com

Zviri pamusoro pemunyori

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy