VaGaratiya

VaGaratiya

6 Mazuva

Kana uchinetseka kuti hausi kuita zvakakwana kuti uwane ruponeso, saka chitsauko chino chine urongwa hwezuva nezuva kuburikidza nevaGaratiya chinokuyeuchidza: Jesu akatozviita zvese! Chibayiro chake chakusunungura pakuchengeta mutemo. Unoponeswa nenyasha dzake uye nokupiwa simba neMweya wake kuti urarame hupenyu hunofadza kwaari. Chirongwa chino chakagadzirwa neYouVersion.

Tinoda kutenda Returning to the Gospel - Southern Africa nekupa chirongwa ichi. Kuti uwane rumwe ruzivo, ndapota shanya: https://returningtothegospel.com/

Zviri pamusoro pemunyori

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy