VaRoma

VaRoma

16 Mazuva

Hurongwa hwezuva nezuva huri muchitsauko chino kuburikidza nebhuku raVaRoma hunosimbisa ruponeso kuburikidza naJesu, kururamiswa nenyasha, kuyananiswa naMwari, uye mirairo yekurarama kwechiKristu. Shingai: hapana kupiwa mhosva kune vari muna Kristu, tiri vakundi nokupfuurisa kubudikidza naIye wakatida, uye anoita kuti zvinhu zvose zvishande pamwe chete kuti zvitinakire. Chirongwa chino chakagadzirwa neYouVersion

Tinoda kutenda Returning to the Gospel - Southern Africa nekupa chirongwa ichi. Kuti uwane rumwe ruzivo, ndapota shanya: https://returningtothegospel.com/

Zviri pamusoro pemunyori

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy