Tesitamende yekare

366 Mazuva
Ungade kuva nenguva yekuverenga Testamendi Yakare here? Hurongwa uhwu, hwakaiswa pamwe chete nevatendi vanoshandira YouVersion.com, uchabatsirikana kuverenga Testamendi Yakare yese, nguva imwechete uchikwanisa kusanganisa magwaro emwamwe mabhuku ekare, enyambo, edudziro dzakasiya siyana
Chirongwa ichi chokuverenga chinobva kuYouVersion.com