Hupenyu hwedu hunogona kukurirwa nechitambudzo nekutya zvisingazivikanwe nyore-nyore.Asi Mwari akatipa Mweya weushingi,kwete wekutya kana kutambudzika.Chirongwa chemazuva manomwe chichakubatsira kuti uende kuna Mwari mumariro ezvinhu zvose.Chinozopedza kutambudzika kuisa kuvimba kwako muna Mwari.Kana uchida zvimwe zvinyorwa,tarisa pa finds.life.church
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo