Zefania 2:11
Zefania 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jehovha achava anotyisa kwavari paachaparadza vamwari vose venyika. Ndudzi pamahombekombe ose dzichamunamata, rudzi rumwe norumwe munyika yarwo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zefania 2Zefania 2:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jehovha achavatyisa kwazvo, nokuti achaparadza vamwari vose venyika; vanhu vachamunamata iye, mumwe nomumwe achibva panzvimbo yake, naizvo zviwi zvose zvendudzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zefania 2Zefania 2:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Tenzi achavatyisa kwazvo. Hongu achashayisa maturo vamwari vapanyika vese uye marudzi achati kwaari pasi gwadagwa vari kunzvimbo dzavo ikoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zefania 2