Tito 3:8
Tito 3:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iri ishoko rezvokwadi. Uye ndinoda kuti usimbise kwazvo zvinhu izvi, kuitira kuti vaya vakatenda Mwari vachenjere kuti varambe vachiita mabasa akanaka. Zvinhu izvi zvakanaka uye zvinobatsira munhu wose.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3Tito 3:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Izvi ndezvechokwadi. Ndinoda kuti iwe usimbisise zvinhu izvi, kuti avo vakatenda kuna Mwari vachenjerere kuzvipira kumabasa akanaka. Izvi zvakanakisa kwazvo uye zvinobatsira vanhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3Tito 3:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ishoko rechokwadi, uye ndinoda kuti usimbise kwazvo zvinhu izvi, zvokuti avo vakatenda Mwari vachenjere kuti varambe vachiita mabasa akanaka. Ndizvo zvakanaka, zvinobatsira vanhu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3