Tito 3:14
Tito 3:14 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Vanhu veduwo ngavadzidze kuzvipira mumabasa akanaka kuti vabatsire pazvinhu zvinenge zvichifanira kuti zviitwe, kwete kungogara maoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3Tito 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vanhu vedu vanofanira kudzidza kuzvipira kuita zvakanaka, kuitira kuti vagone kutibatsira pazvinhu zvinodiwa mazuva ose uye kuti vasararama upenyu husina zvibereko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3Tito 3:14 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vanhu vedu ngavadzidzewo kuramba vachiita mabasa akanaka, kuti vabatsire panoshayikwa zvinofanira kuvapo, kuti varege kuva vanhu vasina zvibereko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 3