Tito 1:6
Tito 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mukuru anofanira kuva munhu asina chaangapomerwa, murume womukadzi mumwe chete, munhu ane vana vanotenda uye vasingapiwi mhosva yokuti havazvidzori kana kuti havateereri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 1Tito 1:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kana kuno munhu asina chaangapomerwa, murume womukadzi mumwechete, ana vana vanotenda, vasingapiwi mhosva yokuti havazvidzori, kana kuti havateereri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 1Tito 1:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Anofanira kunge munhu asina chaangashorwe nacho, murume womukadzi mumwechete ana vana vatendi vasiri nhunzvatunzva dzavana kana tsvuuramuromo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 1