Tito 1:15
Tito 1:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kune vakachena, zvinhu zvose zvakachena, asi kuna avo vakaora uye vasingatendi, hakuna chinhu chakachena. Asi kutoti zvose pfungwa dzavo nehana dzavo zvakaora.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 1Tito 1:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kuna vakachena zvose zvakachena; asi kuna vakasvibiswa, vasingatendi, hakuna chinhu chakachena asi kufunga kwavo nehana yavo zvakasvibiswa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 1Tito 1:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kuna vakachena, zvose zvakachena asi kuno munhu ane tsika dzakaora asingatendi hapana chakachena. Pfungwa dzavo chaidzo nehana dzavo dzakaodzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Tito 1