Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4:12
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uri bindu rakapfigwa, hanzvadzi yangu, mwenga wangu. Uri tsime rakakomberedzwa, nechitubu chakavakirirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Hanzvadzi yangu, mwenga wangu, munda wakakomberedzwa, Chitubu chakapoteredzwa, tsime rakafunhirwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hanzvadzi yangu, iye mwenga wangu uyu ibindu rakakiiwa, kasipiti zvako kakanamirwa
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4