Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4:10
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rudo rwako kwandiri runondifadza sei, hanzvadzi yangu, mwenga wangu! Rudo rwako runofadza sei kukunda waini, uye kunhuhwira kwamafuta ako okuzora kunokunda zvose zvinonhuhwira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Rudo rwako kwandiri runondifadza sei, hanzvadzi yangu, mwenga wangu! Rudo rwako runofadza sei kukunda waini, uye kunhuhwira kwamafuta ako okuzora kunokunda zvose zvinonhuhwira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Rudo rwako rwakanaka sei, hanzvadzi yangu, mwenga wangu! Rudo rwako runopfuura waini zvikuru sei! Nokunhuwira kwezvizoro zvako miti yose inonhuwira!
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hakusi kunaka kwakaita rudo rwako, mwana wamai, iwe mwenga wangu. Rudo rwako kana waini inosara pasi. Twokubikisa tunonhuwirira twuya pamafuta ako anonhuwirira hatupasviki.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 4