Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2:7
Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Imi vanasikana veJerusarema ndinokupikirai nemhara uye nenondo dzesango: Musazunguza kana kumutsa rudo kusvikira irwo rwada rwoga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndinokupikirai, imi vakunda veJerusaremu, Nemharapara nenondo dzokubundo, Kuti murege kupfutidza kana kumutsa rudo, Kusvikira irwo rwada rumene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinokukomeresai imi vanasikana veJerusaremu mupike nemhara nemhene dzesango kuti hamutirimutsi kana kumutsa havi dzorudo nguva yacho isati yasvika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rwiyo Rukuru rwaSoromoni 2