Rute 1:22
Rute 1:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Naizvozvo Naomi akadzokera achibva kuMoabhu, naRute muMoabhu, muroora wake, vakasvika muBheterehema nguva yokukohwa bhari ichangotanga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rute 1Rute 1:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Naizvozvo Naomi akadzoka naRute muMoabhu, mukadzi womwana wake, vachibva kunyika yaMoabhu; vakasvika paBheterehemu vanhu votanga kukohwa bhari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rute 1Rute 1:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndiwo madzokero akaita Naomi kubva kuMoabhu aina Rute muroora wake wechiMoabhu. Vakasvika kuBheterehemu iri nguva yokutanga kukohwa bhari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Rute 1