VaRoma 8:32
VaRoma 8:32 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Iye usina‐kuramba kunyaŋge noMŋanakomana wake, asi wakamupa cose nokuɗa kweɗu tose, uŋgarega seiko kutipa ʋo ɀose pamŋe cete naye?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Iye asina kuramba noMwanakomana wake, asi akamupa chose nokuda kwedu tose, angarega seiko kutipawo zvose, pamwe chete naye?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:32 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iye asina kuramba kunyange noMwanakomana wake, asi akamupa chose nokuda kwedu tose, angarega seiko kutipawo zvose pamwechete naye?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8