VaRoma 8:27
VaRoma 8:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye iye anonzvera mwoyo yedu anoziva kufunga kwaMweya, nokuti Mweya anonyengeterera vatsvene maererano nokuda kwaMwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:27 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
uyo unonɀera mŋoyo, ndiye unoziʋa kufuŋga kwoMŋeya, nokuti unonyeŋgeterera ʋatȿene seɀinoɗa Mŋari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
uyo anonzvera mwoyo, ndiye anoziva kufunga kwoMweya, nokuti anonyengeterera vatsvene sezvinoda Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8