VaRoma 8:18
VaRoma 8:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti ndinoti matambudziko atinawo nguva ino haana kufanira kuenzaniswa nokubwinya kuchazoratidzwa kwatiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndinoti madambudziko enguva ino haana kufanira kuenzaniswa nokubwinya kuchazoratidzwa kwatiri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8VaRoma 8:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinofunga kuti matambudziko enguva ino haangamboenzaniswa nembiri yaticharatidzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 8