VaRoma 7:4
VaRoma 7:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Saka, hama dzangu nemiwo makaitwa vakafa kumurayiro nomuviri waKristu; kuti muve womumwe, iye akamutswa muvakafa, kuti tiberekere Mwari zvibereko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7VaRoma 7:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Saizvozvowo, hama dzangu, imi pamusana pokuva vamwe nomuviri waJesu, kumutemo muri vanhu vakafa, kuti muve womumwe, iye akamutswa kuvakafa kuti tiberekere Mwari muchero.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7VaRoma 7:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Saka, hama dzangu, nemiwo makafa kumurayiro kubudikidza nomuviri waKristu, kuti muve vomumwe, kuna iye akamutswa kubva kuvakafa, kuitira kuti tigobereka chibereko kuna Mwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 7