VaRoma 16:12
VaRoma 16:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kwazisai Tirifena naTirifosa, vakadzi vanobata nesimba muna She. Kwazisai mudikani wangu wepamwoyo Perisisi, mumwe mukadzi anobata nesimba muna She.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 16VaRoma 16:12 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndikwazisirei Tirifaina naTirifosa, vanobata muna Ishe. Ndikwazisirei Pesisi, mudikanwi, akabata zvikuru muna Ishe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 16VaRoma 16:12 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndikwazisireiwo vashandi pamwe nesu muna Tenzi Tirifena naTirifosa, mundikwazisirewozve Perisi wapamwoyo akashanda zvakaomarara mubasa raTenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaRoma 16