Zvakazarurwa 22:19
Zvakazarurwa 22:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye, kana munhu upi zvake akatapudza mashoko kubva mubhuku iri rouprofita, Mwari achabvisa kubva kwaari mugove wake pamuti woupenyu nomuguta dzvene, izvo zvakanyorwa mubhuku iri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 22Zvakazarurwa 22:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kana munhu akabvisa mashoko ebhuku yokuporofita uku, Mwari uchabvisa mugove wake pamuti woupenyu, nomuguta dzvene, napazvinhu zvakanyorwa mubhuku iri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 22Zvakazarurwa 22:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anobvisawo mamwe mazwi okuporofita uku Mwari achabvisa mugove wake uri mumuti woupenyu nomugove wake muguta dzvene zvinotsanangurwa mubhuku rino iri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 22