Zvakazarurwa 18:21
Zvakazarurwa 18:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo mutumwa ane simba akasimudza dombo rakaenzana neguyo guru akarikanda mugungwa, akati: “Nechisimba chakadai guta guru reBhabhironi richakandwa pasi, risingazombowanikwazve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 18Zvakazarurwa 18:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino mumwe mutumwa ane simba akasimudza ibwe rakaita seguyo guru, akarikandira mugungwa, achiti, “Saizvozvo guta guru, Bhabhironi, richaputsirwa pasi nesimba, rikatongowanikwazve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 18Zvakazarurwa 18:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mutumwa ane simba guru akatora dombo rakakura seguyo akarikanda mugungwa achiti, “Ndiko kukundwa zvine utsinye kuchaitwa Bhabhironi guta guru marisingazombowanikwazve.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 18