Zvakazarurwa 18:17
Zvakazarurwa 18:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muawa imwe chete upfumi hwakakura kudai hwaparara!’ “Vafambisi vose vezvikepe mugungwa, navose vanofamba nezvikepe, vashandi vomuzvikepe navose vanorarama nezvinobva mugungwa, vachamira kure.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 18Zvakazarurwa 18:17 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti nenguva imwe pfuma huru yakadai yaparadzwa.” Zvino vafambisi vose vezvikepe, navose vanofamba nezvikepe papi napapi, navafambi navabati pagungwa, vakamira kure
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 18Zvakazarurwa 18:17 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Neawa imwechete, upfumi hwose uhu hwaparara. Vatungamiriri vengarava navanhu vanofamba nzendo nengarava navafambisi vengarava navose vanoshava mari vachishandisa nyanza, vakamira kure uko
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 18