Zvakazarurwa 1:5
Zvakazarurwa 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nokuna Jesu Kristu, iye chapupu chakatendeka, dangwe kubva kuvakafa, nomutongi wamadzimambo enyika. Kuna iye anotida uye akatisunungura kubva kuzvivi zvedu neropa rake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 1Zvakazarurwa 1:5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuna Jesu Kristu, chapupu chakatendeka, dangwe kuvakafa, mubati wamadzishe enyika. Kuna iye anotida, akatisunungura pazvivi zvedu neropa rake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 1Zvakazarurwa 1:5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
uyezve chichibva kuna Jesu mupupuri akatendeka, dangwe ravafi, mutongi wamadzimambo apanyika. Iyeyu anotida, akatisunungura kuzvitadzo zvedu neropa rake akaita kuti tive umambo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvakazarurwa 1