Mapisarema 96:10
Mapisarema 96:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muti pakati pendudzi, “Jehovha ndiye anobata ushe.” Nyika yakanyatsosimbiswa, haingazungunuswi; uye achatonga marudzi nokururama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 96Mapisarema 96:10 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Itiyi pakati pavahedheni, “Jehovha ndiye anobata hushe; Nyikawo yakasimbiswa, kuti irege kuzununguswa; Iye achatonga vanhu zvakarurama.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 96Mapisarema 96:10 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Taurai kumarudzi kuti, “TENZI ndiye anotonga, hongu nyika yakanyatsosimba, haitsukunyuki, achatonga marudzi zvine ruenzaniso.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 96