Mapisarema 89:2
Mapisarema 89:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndichaparidza kuti rudo rwenyu runomira rwakasimba nokusingaperi, uye kuti muchasimbisa kutendeka kwenyu kudenga chaiko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 89Mapisarema 89:2 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ndakati, “Ngoni dzichavakwa nokusingaperi, Muchasimbisa kutendeka kwenyu mukudenga-denga mumene.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 89Mapisarema 89:2 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti mwoyochena wenyu uripo nokusingaperi. Kutendeka kwenyu kwakasimba samatenga.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 89