Mapisarema 86:13
Mapisarema 86:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti rudo rwenyu rukuru kwandiri; makandirwira paguva rakadzika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 86Mapisarema 86:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti ngoni dzenyu ihuru kwandiri; Makarwira mweya wangu pagomba rakadzika-dzika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 86Mapisarema 86:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti mwoyochena wenyu kwandiri wakawanda; makandinunura pasi pasi munzvimbo yavakafa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 86