Mapisarema 78:71-72
Mapisarema 78:71-72 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
akamubvisa pakufudza makwai kuti ave mufudzi wavanhu vake Jakobho, vaIsraeri nhaka yake. Uye Dhavhidhi akavafudza nokururama kwomwoyo; akavatungamirira namaoko ouchenjeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 78Mapisarema 78:71-72 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akandomutora paaifudza matunzvi aimwisa, Kuti ave mufudzi wavanhu vake Jakobho, naIsiraeri nhaka yake. Naizvozvo akavafudza nokururama kwomwoyo wake; Akavaperekedza nouchenjeri hwamaoko ake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 78Mapisarema 78:71-72 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Akamubvisa mukufudza nhunzvi dzaiva navana, kuti ave mufudzi wevokwaJakobho vanhu vake Isiraeri, nhaka yake. Akavafudza nemwoyo uri pachokwadi akavatungamirira nouchenjeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 78Mapisarema 78:71-72 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Akandomutora paaifudza matunɀi aimŋisa, Kuti aʋe mufudzi waʋanhu ʋake Jakobo, naIsraeri nhaka yake. Naiɀoɀo wakaʋafudza nokururama kwomŋoyo wake; Akaʋaperekedza noʋucenjeri bgamaʋoko ake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 78