Mapisarema 71:20
Mapisarema 71:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kunyange imi makandiratidza matambudziko mazhinji uye anorwadza, muchadzosa upenyu hwangu zvakare; kubva kwakadzika kwepasi muchandibudisazve.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 71Mapisarema 71:20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Iyemi makatiratidza madambudzo mazhinji akaipa, Ndimi muchatiraramisazve, Nokutikwidzazve tibve pakudzika kwapasi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 71Mapisarema 71:20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Makandionesa nhamo nepfumvu dzakawanda, muchandimutsazve nokundiburitsa munzvimbo yapasi yakadzika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 71