Mapisarema 68:8
Mapisarema 68:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nyika yakazungunuka, matenga akadurura mvura, pamberi paMwari, iye weSinai, pamberi paMwari, iye Mwari waIsraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 68Mapisarema 68:8 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Pasi pakabvunda, Kudenga-denga kwakadonha pamberi paMwari; Nairo Sinai rakabvunda pamberi paMwari, iye Mwari waIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 68Mapisarema 68:8 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nyika yakandengendeka, matenga akadurura mvura nokuvapo kwenyu Mwari. Iro gomo reSinai rakandengendeka nokuvapo kwaMwari, Mwari weIsiraeri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 68