Mapisarema 33:3-4
Mapisarema 33:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
muimbirei rumbo rutsva, mumuridzirei zvakanaka, muchipururudza, nokuti shoko raTENZI rakatendeka uye basa rake rose rinoitwa muchokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 33Mapisarema 33:3-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Muimbirei rwiyo rutsva; muridze zvakanaka, mugopururudza nomufaro. Nokuti shoko raJehovha rakarurama uye nderechokwadi; iye akatendeka pane zvose zvaanoita.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 33Mapisarema 33:3-4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Muimbirei rwiyo rutsva; Ridzai zvakanaka nokuridza kukuru. Nokuti shoko raJehovha rakarurama, Anoita zvose nokutendeka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 33Mapisarema 33:3-4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
muimbirei rumbo rutsva, mumuridzirei zvakanaka, muchipururudza, nokuti shoko raTENZI rakatendeka uye basa rake rose rinoitwa muchokwadi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 33