Mapisarema 31:19-20
Mapisarema 31:19-20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Haiwa, zvakanaka zvenyu zvamakachengetera vanokutyai zvakakura sei, Zvamakaitira vanovimba nemi, pamberi pavanakomana vavanhu! Muchavavanza pakavanda pamberi penyu, vabve pamano avanhu; Muchavachengeta pakavanda patende vabve panharo dzendimi.
Mapisarema 31:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haiwa, kunaka kwenyu kukuru sei, kwamakachengetera vaya vanokutyai, kwamunoisa pamberi pavanhu, pamusoro paivo vanovanda mamuri. Mukudzivirira kwokuvapo kwenyu munovavanza kubva parangano dzavanhu; munovachengeta zvakanaka pamunogara kubva pandimi dzinopomera.
Mapisarema 31:19-20 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Haiwa, zvakanaka zvenyu zvamakachengetera vanokutyai zvakakura sei, Zvamakaitira vanovimba nemi, pamberi pavanakomana vavanhu! Muchavavanza pakavanda pamberi penyu, vabve pamano avanhu; Muchavachengeta pakavanda patende vabve panharo dzendimi.
Mapisarema 31:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Hakusi kuwanda ikoko kwezvakanaka zvamakaunganidzira vanokutyai, zvamunoitira vanopotera mamuri vanhu vachiona. Nokuvapo kwenyu munovahwandisa kune zvinorongwa navanhu, munovavanza mudumba renyu kunhamo dzavana vana pamuromo
Mapisarema 31:19-20 Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke) (SUB1949)
Haiwa, ɀakanaka ɀenyu ɀamakaceŋgetera ʋanokutyai ɀakakura sei, Ɀamakaitira ʋanoʋimba nemi, pamberi paʋanakomana ʋaʋanhu! Mucaʋaʋanza pakaʋanda pamberi penyu, ʋabve pamano aʋanhu; Mucaʋaceŋgeta pakaʋanda patente ʋabve panharo dzendimi.
Mapisarema 31:19-20 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)