Mapisarema 3:7
Mapisarema 3:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Simukai, Jehovha; ndirwirei, Mwari wangu; Nokuti makarova vavengi vangu vose pashaya dzavo; Makavhuna meno avakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 3Mapisarema 3:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Simukai TENZI, ndinunureiwo Mwari wangu nokuti imi, munorova mhandu dzangu dzose padama. Vakaipa munovagura meno.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 3Mapisarema 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Simukai, imi Jehovha! Ndirwirei, imi Mwari wangu! Rovai vavengi vangu vose pashaya; gurai meno avakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 3Mapisarema 3:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Simukai, Jehovha; ndirwirei, Mwari wangu; Nokuti makarova vavengi vangu vose pashaya dzavo; Makavhuna meno avakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 3Mapisarema 3:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Simukai TENZI, ndinunureiwo Mwari wangu nokuti imi, munorova mhandu dzangu dzose padama. Vakaipa munovagura meno.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 3