Mapisarema 26:3
Mapisarema 26:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nokuti rudo rwenyu rwuri pamberi pangu nguva dzose, uye ndinogara ndichifamba muzvokwadi yenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 26Mapisarema 26:3 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti unyoro hwenyu huri pamberi pameso angu, Ndakafamba muzvokwadi yenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 26Mapisarema 26:3 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti mwoyochena wenyu ndinogara ndichiuona uye ndinofamba ndakatendeka kwamuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 26