Mapisarema 18:15
Mapisarema 18:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mipata yegungwa yakaiswa pachena, uye nheyo dzenyika dzakaiswa pachena pakutuka kwenyu, imi Jehovha, nokufema kwemhino dzenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18Mapisarema 18:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Makoronga omugungwa akaoneka, pagere nyika pakanyatsoti pachena yacha nokutsiura kwenyu, TENZI nedutu rinobva mumhuno dzenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18Mapisarema 18:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mipata yegungwa yakaiswa pachena, uye nheyo dzenyika dzakaiswa pachena pakutuka kwenyu, imi Jehovha, nokufema kwemhino dzenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18Mapisarema 18:15 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo migero yemvura zhinji yakaonekwa, Uye nheyo dzenyika dzakafukurwa, Nokutuka kwenyu, Jehovha, Nokufema kwomweya wemhino dzenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18Mapisarema 18:15 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Makoronga omugungwa akaoneka, pagere nyika pakanyatsoti pachena yacha nokutsiura kwenyu, TENZI nedutu rinobva mumhuno dzenyu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mapisarema 18